News

May 25, 2023

Felistas Kumuvenga Zvenyu But People Use Her For Fame And Clout Cosin Rose Kuda Kumhanya Kuziikanwa Usina Content Zvinoshandirwa Izvi

Felistas kumuvenga henyu but people use her for followers, "CousinRose" kuda kutokasika kuziikanwa? usina content ma followers anoshandirwa wangu for example Bigsam, Mbuya Rera ( Sam Dekeza) na Chie Masiziva (Chipo Dekeza) I brother and sister chaiyo not zvekujoinidza or untraceable Sam ndiye anotohla mari ya Chie akatonzi anoroogwa nhasi but umwe nemumwe aku pusher page rake achiita twunhu twake,

May 25, 2023

Congratulations Wechijandukwa Ndozvatinoda Ka Izvi Noylt Kungosimbirira Zvima Skits Zvisina Kukwana Tamirirawo Graduation Ya Lorain Guyo Na Madam Boss Sure Kutokundwa Na Bee Wezhira

Ndafara☺️ Ladies kunaBee Wezhira, kuvarume kwavanaChiJandukwa🎓🎓🎓ndozvatinoda ka izvi haikona munhu kungosimbirira kumaskits. Dai Mai Tt naTyra vatorawo manotes kwete kungodhla mari kunge mushonga wemusana🙄Takamirira graduation yaRorini Guyo , mumwe ngaaudze Anna kuti aende kuchikoro. Hatichadi masocilalite madofo pano. Well done Chijandukwa but Yowee ! Baba imi munesikireti saApostle Sean naBee 😂😂😂Shuwa kushaya one day ramakabudikira muchiti ndofa nayo dissertation, hee hee ndine assignment guys ndakumbobva paFB , hee hee lecture this lecture that, fees chakadaro! Aiwa mune chifuva because team racho rekuverenga iri team rekuVar rine dzungu risingabviri , drama hobho. Munototi muudzwe nezvemaSemester nemamodule kusvika m

May 25, 2023

Nhai Iwe Felistas Hausikuona Mai Maketeni Ndovarikuudza Kettina Kuti Wakanzi Nesangoma Pfeka Black Mwedzi Wese And Zvese Zvamaita Chenjerera

Nhaiwe feridhongo hausi kuona kuti mai micheka inyoka ndivo vakaudza ketile kuti wakanzi nasangoma unofanira kupfeka black kwemwedzi wose plus akati amwe makuhwa anomawana kuna mai ivava vemicheka.

May 25, 2023

Freeman Hkd Boss Vakaoneswa Chitsvuku Na Cousin Rose Musi Uyoo Madhunamutuna

Firimoni musi uyo akaonesa zvidya panze cousin rose zvanzi kumba kwavo mabrothers ake anenge ana ginimbi vane mari ine mumvuri hama dzacousin dzaisada kutomboona chikiti ana rose ko inga wane feli akati rose ndicousin wemashuwa rose basa rakapera coz aikanganiswa nafeli kushanda achinzi ndiperekedze kunoita show nemota sei munhu wese atamba nakiti life yake inowondomoka kiti enda unogezwa munyama.

May 25, 2023

The Snake Always Shade Its Skin To Become A Bigger Snake Maitt Becareful Of Mai Maketeni Inyoka Inongoda Kutsika Musoro

The snake always shade it's skin to become a bigger snake becareful Mura namai maketeni vako avo zvavakamboti hauti now wakuita papi muchenjere kuda shamwari kwenyu.

May 25, 2023

Nyaya Yekuti Evidence Adzingwe Muzimbabwe Its Not Only Maitt Vakakonzeresa Madamboss Also Contribute Kuenda KwaMinister

oNyaya yekuti evidence hachakwanisi kugara muzimbabwe haasi mai tt ega coz vakaenda kwaminister vana tyra vakano reporter vachitsigirana mai tt akatonyepa kuti evidence akati tyra akarara najp but ariye chikiti akazvitaura akati futi nezuro ndakaita accident i don't know who's behind this hanty hauna license haugoni zvee kudriver honai chikiti kuchema nhema apa.

May 22, 2023

Munoti Madamboss Haapindure Bhishu Repa Ngundu These Days Showing True Colours Since Ngoni Left

Hanzi hapindure, hezvo bishu repa Ngundu showing her true colours.  Since Ngoni left wave kubuditsa ma true colours. Your brand is nothing without Ngoni now wave kubuditsa hudofo hwese. The dress 👗 is a no for me too. Quincy Manzvenge Chiranga Mapenzi Bailey Smith Anabel Masibanda

May 22, 2023

Rufaro Mukadzi Wa Jahprayzer Nemanakiro Awakaita Ayo Wochaiswa Mapoto Jp Kana Achikuda Adii Kuisa Ring Nekuchata Not Kungozvariswa Hazvina Chiremera

Rufaro nemanakiro awakaita aya wochaiswa mapoto naJah prayzer kana achikuda adii kukunyala \ muchato nekut nhasi mukafuma marambana hapana chako nevana vese 5 wawakamuzvarira ane hutsinye murume uyu tikasvika June asina kuronga zvemuchato musiye haana future murume uyu busy kuhura chete.

May 22, 2023

Doreen Geza KusouthAfrica Uko Huchapa Kana Hama Dzemurume Dzinoti Chii Chatakawigirwa Chinenge Ngozi Uchiswera Pafacebook Uchinhuwa Weti

Dhorini geza ....mukadzi mukuru anoswera wawata pasosharu midhiya...chero idzo hama dzemurume dzinongoti chatakavigirwa naDhambuza chakaoma .....hauna time nemuviri wako neimba yako busy nefon dzidzawo kuenda kupeji raAndi Joyi unodoona zvino luka luka.....uri kabeche huswa kemukadzi kuda kuteedzera sisi ketile vasina murume ...musi wauchamamirwa nasisi ketinyoro uchadzidza kugeza .....munhu anoita kunge abuda munhope .....unongomisa mazikumbo bhenda bhenda zeduzvi raSandra Ndebele...🤣apa iwo maziromo semakanda enyo afuva .....respect inodiwa zvemunhu anoita sekut akatsvira mumba door rakashama tombozvida here .....ende wakamama moyo ukasiya duzvi soshari midhiya haisi yaDhambuza murume wako ....dzikama kut hlo enda unodzidziswa kuluka luka natete joy .....ukaita zvekuta tichakusvir

May 22, 2023

Saka Ketina Vs Dog And Cat Family Taona Waruza Hondo Iyi Wave Wega

Saka kettina vs dog family..kettina vs Cat family .ndaona kettina apamama haibude hondo iyo.Dog family inokuwachisa ukaswera wabatwa bp nesugar ipapo ipapo .#FreeWiwa

25 26 27 28 29