Noise inoitwa naWorinda zvaku maker senseðŸ˜Rega mbuya tea hobvu vachemere Dziva 😜😋
Cousin Rose musazoti maitwa body shaming murimi munoti ratidza pane muganhu wejojo nezvidya... Ukasaudzwa chokwadi nezvipoko hapana umwe anokuudza, know your body uzive zvekupfeka.. This outfit 🤔🤔
Hanzi hapindure, hezvo bishu repa Ngundu showing her true colours. Since Ngoni left wave kubuditsa ma true colours. Your brand is nothing without Ngoni now wave kubuditsa hudofo hwese. The dress 👗 is a no for me too. Quincy Manzvenge Chiranga Mapenzi Bailey Smith Anabel Masibanda
Dhorini geza ....mukadzi mukuru anoswera wawata pasosharu midhiya...chero idzo hama dzemurume dzinongoti chatakavigirwa naDhambuza chakaoma .....hauna time nemuviri wako neimba yako busy nefon dzidzawo kuenda kupeji raAndi Joyi unodoona zvino luka luka.....uri kabeche huswa kemukadzi kuda kuteedzera sisi ketile vasina murume ...musi wauchamamirwa nasisi ketinyoro uchadzidza kugeza .....munhu anoita kunge abuda munhope .....unongomisa mazikumbo bhenda bhenda zeduzvi raSandra Ndebele...🤣apa iwo maziromo semakanda enyo afuva .....respect inodiwa zvemunhu anoita sekut akatsvira mumba door rakashama tombozvida here .....ende wakamama moyo ukasiya duzvi soshari midhiya haisi yaDhambuza murume wako ....dzikama kut hlo enda unodzidziswa kuluka luka natete joy .....ukaita zvekuta tichakusvir
Saka kettina vs dog family..kettina vs Cat family .ndaona kettina apamama haibude hondo iyo.Dog family inokuwachisa ukaswera wabatwa bp nesugar ipapo ipapo .#FreeWiwa
Kukura kurikuramba isu ama 2k tozodii kana mbuya iyi isingade kukura inga uchirikungosvirisaaa wani netudhara twako tuchembere turungu tuye munhu wepi asingagute mbor* .chimbuya ichi choda mbiri asi zvikuramba
Manje nevana vose ava muchakwane here MuGD6 nhai Seh Calaz
Icho chewhite chiri kutidongorera apo chiiko asi pane abirwa chikwama chikavigwa ipapo oro zijindadzi rebra🙆🤣🤣🤣ZvaMai Tt ikiya kiya chaiyo manje mukore uno munhu anozviti ndiye aneyese ungasungirire mazihanisi ewhite mukati my ehembe yeblack ? 🤥apa zibody ziguru bodice idiki 🤣🤣🤣iyapo kunenge kuchinzi ndakavulaya mucheno🙄Apo ruoko serwuchabva nekukwiridzira chidhirezi kuvhara zibhuraa🙄Go Mura Go💪
.Firita vs Yeke mode 😂😂😂😂😂 Musapihwe pressure nababa vanonzi Wasu ava, iyo pikicha yechi 2 ndizvo zvaari muriwu life nematama anendebvu dzinoveurwa everyday na6am .
Yah UK mune Mari dzenyu show after Show ko kamuchacha abviswa pa list inga Anonogara kupi akauya kwaRose nekwa tete hakuchayendeka.By now Gilbert anofanirwa akatomusiya .chikiti che WiFiZvekuti ini ndinopenga ndonzi mai tt vanhu vaakuzviziva vaakudawo zvimwe