News

September 04, 2023

Glennora Councilla Womberaishe Abducted Opondwa Zvinorwadza Ne Zanupf See Pictures Sad

🟡The attached images show our Glen Norah councilor, Womberaishe Nhende, @Cde_Wombe who was abducted, tortured, drugged, and dumped in Mapinga by the Harare regime.           His only "crime" is being a member of CCC. The panic displayed by the Harare regime is indicative of their knowledge that they did not win the 2023 election.         🟡Get well soon, my brother, Womberaiishe Nhende. one dayvits one day hapana anorarama panyika nekusinga peri. .Those injection. It won't work against you.. pavanofunga kuti uchafa vachakuona wakasimba kudenga kuna mwari #zimyouthmovement            We need new leaders.🇿🇼Acts of cowardice noone wins and g

September 04, 2023

Vanhu Varamba Kuenda Kumabiko Embavha Kwakanga Kusina Kana One Munhu Wemuharare

Vanhu varamba kuenda kumabiko embavha Only the gullible and the coerced ones showed up Ko asi nhasi hamuna kutenga chicken inn?           Ko mabhazi anonoka kuavika here? Zanu PF and the ZBC are not posting aerial photos like they normally do pama rallies ekumusha which they sometimes doctor anyway              Ground richatozozara nguva yebhora pamwe   Tingai TioneVese varikuti stadium yakazara show us the photos simple            Makamirira kuti FAZ i gadzire maphoto nephotoshop kaKo vadii kunoitira kuUzumba hanty ndiko kunevanhu vakavavhotera hereMabvuku munodadisa henyu,maenda futi kunodya huku?

September 04, 2023

Jahprayzer Obviswa Chiremera Ku Inauguration Kutonhodzwa Kwachauruka Mukomana Murefu Anyadziswa ZveZanupf Muchazvirega

Jahprayzer Chimira tazvinzwa Chimira 😂😂😂 apa unenge usati wabudirwa ma1 😂For example uri pakati pekuimba Chiremerera wobva wabviswa Chiremerera 😩😩😩😩         Painful Whoever was shouting paya his so barbaric nxa🚮🚮Vagona gore riya zve akaimba kuronga kwaro gamba now handina kubvuta ndakasarudzwa isu tichiziva kt akabvuta haiwa 😂 anzwa bhata murefu.. ehe ndomuda but ko kuzotsikisa mimhanzi achikuza muroi ndochii             Uyu wo Jah prayzah ngaasiyane ne zanu pf ,ndozvinoratidza kuti inenge isina basa newe isu sema fans ake toshaya zvino pekunyariraNdopaunotozoona kuti ka song kaye kekuti KUTONHODZWA KWA CHAURUKA zvakanenge kanoto maker sense

September 02, 2023

Breaking News Zim Elections Not Credible Mnangagwa Haasi Kugadzwa Inauguration Cancelled

Pure deception: it must backfire on ZanuPFBREAKING:       CCC leader Nelson Chamisa will file papers at the Constitutional Court on Saturday seeking to overturn ZEC’s declaration of President Emmerson Mnangagwa as duly elected following August 23 poll. ZEC said Mnangagwa won with 52.6 percent, but rivals say elections not credible .           CCC appeal would stop regime plan to install President Mnangagwa on Monday for a new 5-year term. Mnangagwa's re-election has suffered major credibility blow after regional body SADC, which sent observers, said poll failed to meet regional and international standards.         #CitizensFreshElectionCampaign #FreshElectionsZW🇿🇼

September 02, 2023

Mazimbabweans Crossing To SouthAfrica Kutiza Nhamo After Zanupf Win

Ndozvazvoita kufarira ngozi muchiiti mudzimu ichakukuyayi mopera chete.More families torn apart ☹Zimbabweans crossing the boarder after the Zanu PF win.Crossing the fence that boarders u mean???         Rakavakwa neZanu riye pazBridge itori airport kwatiri nd we knw ndege dzodhura           The Instagator: I used to criticize Chamisa but you must give him credit to stand up to this Junta, Sikhala is rotting in jail & most of you can't even post your opinions on Twitter coz you are scared of Zanu but you stretch your dirty fingers and criticise a guy who went toe to toe with Zanu #ZimbabweForEveryone

September 02, 2023

Chikurubhi Headgirl Maitt Vaita Kuwumbuka Kasi Hakuna Mafuta Ekubleacher Here People Asking

Kasi kujeri hakubvumidzwe kongosheni blicho       Blambi inowondesa hona kamuchacha kusimba kwaiita , iyo mwedzi mishoma yaasiri kuchinjanisa mb£ro atosimba         Kambumba haaaaa kuchepa last. Dhipirizoni ikati wakandiisepi😂😂😂🙌Yahh kambumba kuita kuchepa🚮dhipirizoni ikati wakandisepi😂😂😂😂😂😂🙌🙌🙌           Tingaitire Godo munhu ari mujeri wandiri kuziva kuti akunorara mutsikidzi dai zviri kunzi abuda dzikamai catdunderheads

September 02, 2023

Mazimba Oti Chikurubhi Girl Maitt Ambozororawo Kukwirwa Nekuchinjanisa Varume Dai Vamuwedzera Mamwe Makore Kuchikurubhi

Ambozorora mujolo mukadzi uyu yooooo dai vamuwedzera zvimwedzi vakati wandei       Adiiko Mura inga akazvigamuchira wani vanhu munongodawo kutuka vanhu pasina kana basa         Yahh kambumba kuita kuchepa🚮dhipirizoni ikati wakandisepi😂😂😂😂😂😂🙌🙌🙌Kambumba haaaaa kuchepa last. Dhipirizoni ikati wakandiisepi😂😂😂🙌

September 02, 2023

Loveness And Ketina Vonzi Hushamwari Wekuroya Nekuvenga Vamwe Vakadzi Uchapera Zvavo Zvichanakidza

Hushamwari wekuroya unenguva uchasvika paunopera vakuru vakati chisingaperi chinoshura musi iwowo internet ichagodhoma kuwirirana kuwisira vamwe vanhu pasi .           Ravhunesi anogwadziwa nevamwe vanhukadzi anoda kunzi ndiye oga anorira. Zimbuya repacorner.Ava vakubhowa huroyi hwacho hunotosemesa kuda kutsvaga mbiri yakawora ndoshamiswa nevanhu vanokanda ma stars ekukandira           zvimbwaaa izvi zvisina moyo munenge muchifarireyi chaizvo pakushungurudza kwavanoita vanhuKuti uone vakadhakwa they team up on one person each and everytime….. and ivo they don’t disagree on anything

September 02, 2023

Mazimba Oti Maitt Vadzikisirwa Kunyadziswa Kuendeswa Kwakazara Vanhu From Chikurubhi

So zvonyadzisa kudzikisirwa uku kuunzwa pashow pakazara vanhu uine ma jailguards       Nhasi tonyangadzwa naKetsvina achiwona kamuchacha akasimba kudai         Ndachikumbiro kubvunza kuty ruoko rwakadzikiswa urwo nderake hre😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂akutange akapfeka pulling socks reblack😂

September 02, 2023

Hopeless Zimbabweans Voti President Chamisa Let's Do Something Ndimi Makabata Hupenyu Hwedu 2018 Can't Repeat Itself

With all due respect Mr President💛, you assured us before elections and said this time there isn't room for rigging, and it looks like ED is smarter than you now. We voted for you this year hoping what happened 2018 will not repeat itself, now we have just repeated 2018 again!!           We have been cheated. Mr president my question is till when? Do you have a different solution? Nyika haina mabasa, a lot of traders are informal sectors, hand to mouth is our form of trading.             Tikangoregera kushanda mhuri dzedu dzinofa nenzara. Mapurisa akangonzwa kuti ndozviripo mashops akutovhariswa early in town or kutovhariswa totaly and we won't have sustainably revenue because of that.

7 8 9 10 11