News

August 31, 2023

Nelson Chamisa Was Send By God To Free Zimbabweans Isu Senyika Tirikumubatsira Nei Let Citizens Unite For Once And Appreciate Basa Raakatanga Na Morgan Tsvangirai

These guy was sent to free us I don't know him personally but from these pics you can see kuti munhu anoterera um sure he was the brain for tsvangirayiHe is an ordinary citizen like you and me .         He has been there pafrontline kubva kare.He decided to put his life on the line zvinotadzikwa netumwe tuvarume turi pano.Chavo kungopopota nekumuti hee ari weak ,hee chino.If you were to be asked to step in his shoes waizvikwanisa here? .             What have you also done iwewe as a citizen of Zimbabwe kunze kwekungoshora zvacho zvaitwawo neumwe citizen akafanana newe?Ini as a citizen i admit handinawo plan so the least I can do is to support and thank him for all his efforts nyangwe zvaenda nepamwe.

August 31, 2023

Maitt Jeri Havaribudi Zvavo Gore Rino She Abused Her Fame Mhosva Dzawanda

Jailed socialite Felistas Mai "Tt" Murata's trial in a case she is accused of swindling a Harare businesswoman of US$10 000 was in a false start after the matter was postponed to the 29th of September.         The State's star witness recently gave birth and could not attend court.       taikuudzai ma bridesmaids kuti zvamuri kuita izvi murikunyudzisa munhu apa dzimwe dzacho hadzisati dzanema Çourt date asi vanhu vakamhangara anenge achiti akapinda iyi obuda iyi       MaFollowers ake must learn to shut up kwete kuita kunge maGrade 3D manje sooo Now ey can’t even help ds poor womanYoh thought she could be lucky pachapiwa vamwe amnesty na elected president manje zvavharwa.

August 31, 2023

Zvinorwadza Chekai Hama Dzenyu Flat Ratsva MuJoburg SA More Than 70 People Died

Chekai hama dzenyu dzogara South muJoberg CBD so far 70 bodies(dead) dzevanhu vatsvira mubuilding , number irikutokwira 🥲         A catastrophic fire in downtown Johannesburg, South Africa, has left a trail of devastation, claiming the lives of at least 64 people and leaving over 43 injured.   The multistorey building, located in the city’s bustling central business district, fell victim to the raging inferno on Thursday morning.         Robert Mulaudzi, a spokesman for the emergency services, has warned the number of fatalities may rise further – as more people could be trapped inside.           Emergency workers and local media reported the grim t

August 29, 2023

Politics Dzemu Zimbabwe Ma1 Chiwenga Opandukira Ed Verengai Zvizere

ED ane 80 yrs September anenge ane 81  General ane 67 Sibanda 68 Opa 64 Kembo 73       ..ED akabva angwara ndobva aisa Kembo na General Chiwenga ku position iri useless in the world**Nhasi vaita meeting kustate house naMalaba          Vachitaura nenyaya dzekubira ma election world yese yakatarisa saka vaudza malaba kuti a blamer zec voti pane zvisina kuitwa nezec zvakanganiswa nyaya yekushaikwa kwebepa rekuvhotera nekudzikisa ma%Ah Ed pobva panzi ne court Re Run saka pakatoipa cos Rerun panzi pachorohwa mbiti .Namatai atidi zvekurasikirwa nehama dzedu isu.           Chamisa ane V11 rakasimba kuwinner akawinner but chikuitika kune varisikuda kuti Ed abve nekutya kut

August 29, 2023

Jackie Ngarande Oti Ukaona Uchirikusekerera Ana Java Une Problem Why Kuti Vanhu Saka Muchaita Sei Canhu Varikutambura Uchiganzura Vanhu

Live yaitwa na Jackie unochema Kani.shuwa hamuzode kusekerera lily nemurume wake futi saka muchaita sei   Ukaenda kupari une mukadzi akazvitakura wotagara wakabatira hana mumaoko kut anodzoka ari mupenyu here vese nemwana nekushaya zvikwanisiro       Mazimba ari mu s.a basa risina pay waiter..housegirl.. Uchishandira ma kula...uchigara pama traffic lights kuti uwane anokupa basa...vamwe vakutengesa maveg anokupa profit yemari kugara uchicheuka home affairs         Varikuenda nema COS vamwe avana ma hoursVamwe varikukwangaya but zvirinani wapindamo Haisi nyore basa roitwa nemahwindi kutsvaga macustomer kuBosman kupowerhouse Kuna forth copacabana..uchinonhonga magrapes uchipihwa.nzungu ku kapa...3000 rands wototi

August 29, 2023

Tytan Ngochani Olinda Ofumura Zimbabwean Women Chokwadi Tinoroorwa Naniko Varume Vese Dzave Ngochani

Ini zvimwe zvose handinaye nazvo but zvondigwadza inini hangu veduwe ndezvekuti ndicharoorwa Nani nhai varume vose zvavapera kudai,,,shuwa nekunaka kwatytan oitwa bakers inn haaa boys mhani       She lies Olinda Ane problem ko zvinoita kwaenda kwacho stunner is worse pachihure she must live Tytan in peace mukadzi uyo kuhura zvakapusa iye chete ndiye anotadzirwaMarriage inongodawo munhu ane vibe so u do everything together mukada kupenga kunakidzwa and so many things, but         Titus ane kakuzvida kakuda kuzviita dhara so kakuda kudzikama kema holier than thou.. life is too short kana zvirizvo zvinofadza moyo bhoo. Nyaya dzevaviri dzinonetsa       Olinda olinda wadii kusiya tytan aenda chinyararire ha

August 29, 2023

Olinda Wakapusa Zvisingaite Stunner Haakude Arikungoda Mari Hanzvanzi YaTytan Yonyora Tsamba Zvakaoma Hazvo

Can someone forward this massge to Olinda ,    Olinda Uri benzi ,chairo , nhas ndopawava kutumura murume wako nekuda kwekuty unoda kudzokerana Na ex wako Uri duzvi chairo hauna kukwana , ko zvawakura Wani wadii wakura pfungwa kwete kukura mazinyama iwayo unofunga kuty ndian angakuda kana yaisava mari yaunayo ,       ex wako haana chaarikuda kwauri kunze kwemari yaarikuda kukupukuta kekupedzisira uchenjere kuzochema fty , zvawaita izvo zvinoitwa nevana kwete iwe chembere yachena pamberi kudaro busy , kuchinja varume sehembe , kurai imi mbuya , Tytan was managing u , are not even ashemed of yurself Ku discusser murume wako waune mwana naye xvakapusa kudaro ,         uribenzi iwe chembere iwe , wakabatirira mwana ku

August 29, 2023

Olinda Namaitt Kusekana Kwaana Kamba Kahunhu Kechipfewee Vakangofanana Zvavo

Haa Olinda na Feli kusekana henyu asi mose makafanana ko Oli waiseka Feli iwewo wazvitengerawo ring .Waiseka Feri iwe uchirohwawo na ka boy boy , mazosiyana henyu pakuti       Feli wakahoshandisa mari dzevanhu . Asi washinga here Ori kuchinjaniswa ne vemagitare .Stunner haaa uyo anokugadzika mudish. Nhamo yemumwe hairambirwe jembi takadzidza from you .       Hantie ndo post yawakaisa pakaita chikiti mabororo achoKufanana havo havana pakuti Oli can afford chero kutenga murume wacho and feli is bankruptcy

August 27, 2023

Macitizens Oti Zimbabwean Soldiers We Need You Pashata 5 More Years No Never

Zimbabwean soldiers please we need you this moment.anouncing of results was delayed to confused you the controller of the country.genearal sibanda why are you doing this until when please.       please as a zimbambwaens this is enough we need your help today , the way yamakabvuta nayo rhekeni Kuna sekuru bhobho do the same thing Kuna sekuru gudo ndati ma street ngaatsve who's Emerson.vana ve Zimbabwe tatambura 😭😭 tatambura jehovah vatadzwa kudzwa kuchema kwedu.           ndakumbirisa imi masoja enyika let the game begins if you don't take this task..aona musoja wese isira mushonga kana kubaya jekiseni chine poison pane chaachatenga.hapana kusiri kufa no going forward we can't be like this until the peri

August 27, 2023

Madamboss Votuka Fan Vanhu Vojamuka Vakatsamwa Voti Iwe Murume Uyo Akanaka Kukukunda Unofunga Bleach Ndokugeza Here

Tyra Chikocho What is good about this morning mu Zimbabwe 🇿🇼. .. Ma hospital emu Zimbabwe ava ma death traps because of Zanupf..Vanhu vazhinji vapera kupondwa ku joni vachitiza economic hardships dzakonzerwa ne Zanupf...       How many people have died muma bad roads emu Zimbabwe, yet Zanupf is looting millions worth of minerals everyday!       The country is bleeding iwe womuka uchiti "good morning Zimbabwe "uri kusvotesa ani? My heart bleeds for Zimbabwe 🇿🇼 😭💔She's a Zanu uyo kambwa kemunhu          Akagara achidya nayo but asingazvibuditse .Yahwina kaa vacharamba vachidya nayo the rest muchasokola zvenyu dzimwe 5 years dzekutambura ivo vachiwana zvavanoda

8 9 10 11 12