News

May 27, 2023

Mambo Dhuterere Vonzi Mahurire AvoKu Mbidzi Uko Ukazviona Uno Deleter Music Yake Mweya Ndisesekedze

But dhuterere mahurire ake . Imboswerai ku mbidzi round abt complex . Unodelete music yake

May 27, 2023

Maitt Huya Nema Picture AFatima Anezuro Not Zvima Old Picture Zvenguva Ya RhodesKana Kuita Iri Live Achizvitaurira Ega Nekuxviendera Kutoilet

Saka apa wauya kuzoprover kuti chii manje nenhoroondo iyi nhai Mai Tt??😂😂😂Zvimwe zvinotosekesa.Uri dofo rekupedzisira.Watoita basa nekutsigira zvese zvakataurwa naKetty .Ketty haanyebe tozviziva.Saka kana muchiti Fatima aigona it makes perfect sense kuti arombeswe ariye ndosaka akazorara naBaba Murata akaitiswa chirema.   Kana asiri chirema chisingazvimamire huya nemapictures anezuro kwete kunofukunura zvimaold family pictures zvembiri yaRhodes.Kana kuita iri live naye achizvitaurira ega achizvifambira Fatima wacho.Toda kumuona achienda kutoireti ega.

May 26, 2023

Vanhu Voti Maitt Ndivo Vanotopa Vanhu Zvekuita Especially Olinda Mushure Mekunge Ati Maitt Vaituma Vanhu Kuti Vamunyebere Kuti Aibira Vanhu Mari Dzema COS Ekuenda Ku Uk Vamwe Voti Olinda Arikunyepa Arikuzvisendera Ma WhatsApp Ozvipindura

What I know is Mai titi ndimi makabata social media coz other celebs kuti vataure nyaya dzinekaThat they have to mention you so   Our results goes like       Mai titi 10 i- olinda 3 and The rest of the celebrities   😁😁😁😁😁😁😁

May 26, 2023

Tatelicious Onzi Apera Sehondo Yemiseve Mazuvano Ketty Ndiye Arikurira Homwe Yenyika Kutopera Sure

Haa njuga dzakurema people have actually moved of from kwini venyika?Gurundoro wapera sehondo yemiseve.Mazuva ano Ketile Ketile ndiye anechimuti😂😂😂Ketty ngaarege kutaura mai tt uone kkkkkk anopera kuti hwaaa uyaa very soon anenge/ atokanganikwa

May 26, 2023

Madamboss Vituka Fan Kuti Pfutseki Iwe Musana Une Mbare Tukumbo Tunenge Rwaivhi Mahobi Ziguvhu Rinobuda Makonye Uchaora Nenhamo Yoyo Madamboss Mapindwa Nei Or Ketty Hack Your Account

. <Sorry henyu vangu vaMwari it seems andiJava ega anoHacker ma accounts, Kettina also hacks onai manje avekuno shandisa account raMB🤣🤣🤣🤣🤣. If not then Dzabu apanzira, MB kanyora atori muLabour ward.

May 26, 2023

Maitt Vounza Fan Rough Rati Titi Mwana Wedu Muchii Ivo Ndokuti Mwana Wangu Not Wedu It takes A Village To Raise A Child

she is a girl ane kademon kehurume so according to her/ his hormones ane mahomorne echikadzi half ne echirume half

May 26, 2023

Daniel Chikore Aged 24 Obata Shamwari Yake Chibharo Akarara Akangomuka Blambi Yavekumashure Varume Vakurepana Zvinoshamisa Zvinotyisa Ngochani Dzawanda Kukunda Vanhu Atongwa 8 Years Mujeri

Denzel Chikore, aged 24, has been sentenced to 8 years in jail for raping his friend. Chikore was found guilty after a full trial by Harare Magistrate Mr Taurai Manuwere. The magistrate handed down a 12-year jail sentence with four years suspended on condition that Chikore does not commit a similar offence in the next five years.   The incident occurred on January 14, 2023, around 5 pm when Chikore and the complainant were preparing for an event with other friends in Mandara. After dinner and drinks, the complainant, who was tired, went to her room and fell asleep with the door unlocked as her cousin was due to arrive later.   Around 2 am, the complainant woke up to find that Chikore was having sexual intercourse with her without her consent. She was shocked and confu

May 25, 2023

Bleaching Is Not Doing Any Justice For Mabrijo Mazimba Azviramba And Xvebleach Uchatsva Zvako Chisikana Kukwapuka Ganda

Uuuum bleaching is not doing any justice for her 🙌. The darker version of herself was much better

May 25, 2023

The Snake Always Shade Its Skin To Become A Bigger Snake Maitt Becareful Of Mai Maketeni Inyoka Inongoda Kutsika Musoro

The snake always shade it's skin to become a bigger snake becareful Mura namai maketeni vako avo zvavakamboti hauti now wakuita papi muchenjere kuda shamwari kwenyu.

May 25, 2023

Vamwe Varikuti Ndiye Oita Senge Chikomana Anna Honde Pane Vamwe Vakadzi Unotozoona Nenzwara Kuti Munhu Kadzi Zvakaoma Hazvo

Vamwe vari kuti ndiye musikana uya but vamwe vati ndechimwewo chikomana so 🙆ini ndabva ndatoputsika musoro. Nhai ndiye here uyu akabata musoro?  

24 25 26 27 28